Genesisi 29:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Jakobho akavabvunza akati, “Anofara here?” Ivo vakati, “Hongu, anofara uye hoyo mwanasikana wake Rakeri ari kuuya namakwai.”

Genesisi 29

Genesisi 29:1-15