Genesisi 28:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Isaka akaendesa Jakobho, uye iye akaenda kuPadhani Aramu, kuna Rabhani mwanakomana waBhetueri muAramu, hanzvadzi yaRabheka, akanga ari mai vaJakobho naEsau.

Genesisi 28

Genesisi 28:2-14