Genesisi 28:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ngaakupe iwe nezvizvarwa zvako maropafadzo akapiwa kuna Abhurahama, kuitira kuti utore nyika yaugere zvino somutorwa, nyika yakapiwa Abhurahama naMwari.”

Genesisi 28

Genesisi 28:1-6