Genesisi 28:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino Esau akaziva kuti Isaka akanga aropafadza Jakobho uye kuti akanga amuendesa kuPadhani Aramu kuti andotora mukadzi ikoko, uye kuti paakamuropafadza akamurayira achiti, “Usawana mukadzi muKenani,”

Genesisi 28

Genesisi 28:2-16