Genesisi 27:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Isaka akabvunza mwanakomana wake akati, “Waiwana seiko nokukurumidza zvakadai, mwanakomana wangu?” Iye akapindura akati, “Jehovha Mwari wenyu aita kuti ndibudirire.”

Genesisi 27

Genesisi 27:16-26