Genesisi 27:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Isaka akati kuna Jakobho, “Swedera pedyo kuti ndikubate, mwana wangu, kuti ndizive kana uri Esau mwanakomana wangu chaiye kana kwete.”

Genesisi 27

Genesisi 27:11-23