Genesisi 27:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jakobho akati kuna baba vake, “Ndini Esau dangwe renyu. Ndaita sezvamandiudza. Ndapota, mukai mudye nyama yemhuka yangu kuitira kuti mundipe maropafadzo enyu.”

Genesisi 27

Genesisi 27:18-29