Genesisi 25:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Isaka akanyengeterera mukadzi wake kuna Jehovha, nokuti akanga asingabereki. Jehovha akapindura munyengetero wake, uye mukadzi wake Rabheka akava nemimba.

Genesisi 25

Genesisi 25:16-29