Genesisi 25:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vana vakanga vachisundana mukati make, uye iye akati, “Seiko izvi zvichiitika kwandiri?” Saka akaenda kundobvunza Jehovha.

Genesisi 25

Genesisi 25:12-29