Genesisi 25:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

uye Isaka akanga ava namakore makumi mana okuberekwa paakawana Rabheka mwanasikana waBhetueri muAramu, aibva kuPadhani Aramu uye ari hanzvadzi yaRabhani muAramu.

Genesisi 25

Genesisi 25:17-28