Genesisi 24:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Musikana akanga akanaka kwazvo, ari mhandara; hakuna murume akanga ambovata naye. Akaenda kutsime, akazadza chirongo chake akadzokazve.

Genesisi 24

Genesisi 24:8-25