Genesisi 24:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asati apedza kunyengetera, Rabheka akasvika nechirongo chake papfudzi rake. Akanga ari mwanasikana waBhetueri mwanakomana waMirika, mukadzi waNahori munun'una waAbhurahama.

Genesisi 24

Genesisi 24:6-21