Genesisi 24:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Muranda akamhanya akandosangana naye akati, “Ndapota, ndipewo mvura shoma shoma yokunwa kubva muchirongo chako.”

Genesisi 24

Genesisi 24:13-20