Genesisi 19:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akati, “Madzishe angu, ndapota hangu tsaukirai henyu kumba kwomuranda wenyu. Mushambidze henyu tsoka dzenyu uye mugovata usiku huno, ipapo mugoenda henyu mangwana mangwanani.” Ivo vakati, “Kwete, tichavata hedu pachivara usiku huno.”

Genesisi 19

Genesisi 19:1-4