Genesisi 19:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vatumwa vaviri vakasvika muSodhomu madekwana, uye Roti akanga agere pasuo reguta. Akati achivaona, akasimuka kuti andosangana navo uye akakotamisa uso hwake pasi.

Genesisi 19

Genesisi 19:1-4