Genesisi 19:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi akavakumbirisa zvokuti vakatenda kuenda naye uye vakapinda mumba make. Akavagadzirira zvokudya, akabika chingwa chisina mbiriso, uye vakadya.

Genesisi 19

Genesisi 19:1-11