Genesisi 18:31 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Abhurahama akati, “Zvino zvandatsunga hangu kudai kuti nditaure kuna Ishe, ko, kana makumi maviri akawanikwamo?” Iye akati, “Nokuda kwamakumi maviri iwayo, handingariparadzi.”

Genesisi 18

Genesisi 18:26-33