Genesisi 18:30 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo akati, “Ishe ngaarege kunditsamwira, asi regai nditaure hangu. Ko, kana makumi matatu chete vakawanikwamo?” Iye akapindura akati, “Handingaiti izvozvo kana ndikawana makumi matatu chete.”

Genesisi 18

Genesisi 18:25-33