Genesisi 18:32 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo akati, “Ishe ngaarege kunditsamwira, asi regai hangu nditaurezve kamwe chete. Ko, kana gumi chete vakawanikwamo?” Iye akapindura akati, “Nokuda kwaivavo gumi, handingariparadzi.”

Genesisi 18

Genesisi 18:28-33