Ezira 9:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino ndakati ndichinzwa izvi, ndakabvarura nguo yangu nejasi rangu, ndikadzura bvudzi kubva mumusoro mangu nendebvu dzangu uye ndikagara pasi ndashungurudzika.

Ezira 9

Ezira 9:1-8