Ezira 9:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakatora vanasikana vavo vakavapa kuti vave vakadzi vavo uye nevevanakomana vavo, uye vakasanganisa rudzi rutsvene navanhu vakavapoteredza. Uye vatungamiri namakurukota ndivo vakatanga pakusatendeka uku.”

Ezira 9

Ezira 9:1-6