Ezira 9:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo vose vakadedera nokuda kwamashoko aMwari waIsraeri vakauya vakaungana pandiri nokuda kwokusatendeka kwavatapwa. Uye ndakagarapo ndakashungurudzika kusvikira nguva yechibayiro chamadekwana.

Ezira 9

Ezira 9:3-13