Ezira 5:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Zerubhabheri mwanakomana waShearitieri naJeshua mwanakomana waJozadhaki, vakasimuka kuti vaite basa rokuvakazve imba yaMwari muJerusarema. Uye vaprofita vaMwari vakanga vanavo, vachivabatsira.

Ezira 5

Ezira 5:1-6