Ezira 2:70 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vaprista, vaRevhi, vaimbi, varindi vemikova uye navashandi vomutemberi vakagara mumaguta avo, pamwe chete navamwe vavanhu, uye vamwe vaIsraeri vose vakagara mumaguta avowo.

Ezira 2

Ezira 2:65-70