Ezira 3:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mwedzi wechinomwe wakati wasvika uye vana veIsraeri vakanga vagara mumaguta avo, vanhu vakaungana pamwe chete somunhu mumwe chete muJerusarema.

Ezira 3

Ezira 3:1-10