Ezira 2:69 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Maererano napavaigona napo vakapa kuhomwe yemari yebasa iri, madhirakema zviuru makumi matanhatu nechimwea egoridhe, nemamina zviuru zvishanub esirivha uye nenguo dzavaprista zana.

Ezira 2

Ezira 2:60-70