Ezira 2:28-33 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

28. veBheteri neAi vaiva mazana maviri namakumi maviri navatatu;

29. veNebho vaiva makumi mashanu navaviri;

30. veMagibhishi vaiva zana namakumi mashanu navatanhatu;

31. veEramu yechipiri vaiva chiuru chimwe chete namazana maviri namakumi mashanu navana;

32. veHarimi vaiva mazana matatu namakumi maviri;

33. veRodhi neHadhidhi neOno vaiva mazana manomwe namakumi maviri navashanu;

Ezira 2