Ezira 1:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Yose pamwe chete, midziyo yegoridhe neyesirivha yaiva zviuru zvishanu namazana mana. Sheshibhazari akaendesa izvi zvose panguva iyo vatapwa vakabva kuBhabhironi vachienda kuJerusarema.

Ezira 1

Ezira 1:6-11