Ezira 1:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

pani dzesirivha dzaiva makumi maviri namapfumbamwe; mbiya dzegoridhe dzaiva makumi matatu; mbiya dzesirivha dzakafanana-fanana dzaiva mazana mana negumi; uye mimwewo midziyo yaiva chiuru.

Ezira 1

Ezira 1:5-11