Ezekieri 47:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo akandibudisa nokusuo rokumusoro akanditungamirira pakupoterera nechokunze kwesuo rokunze rakatarisana nokumabvazuva, uye mvura yaiyerera ichibva kurutivi rwezasi.

Ezekieri 47

Ezekieri 47:1-6