Ezekieri 47:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Murume uyu akati achifamba akananga kurutivi rwokumabvazuva ane rwodzi rwokuyeresa muruoko rwake, akayera makubhiti chiuru chimwe chetea ndokubva ipapo ondiyambutsa nomumvura yakanga yakadzika kusvika muzviziso zvamakumbo.

Ezekieri 47

Ezekieri 47:1-11