Ezekieri 47:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Murume uyu akandidzosa pamukova wetemberi, ndikaona mvura yaibuda napasi pechikumbaridzo chetemberi kwakatarisa kumabvazuva, nokuti temberi yakanga yakatarira kumabvazuva. Mvura yakanga ichiyerera napasi nechezasi kwetemberi, nyasi kwearitari.

Ezekieri 47

Ezekieri 47:1-7