Ezekieri 43:1-2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Ipapo munhu uya akandiuyisa kusuo rakatarisa kumabvazuva,

2. uye ndakaona kubwinya kwaMwari waIsraeri kuchibva kumabvazuva. Inzwi rake rakanga rakaita somubvumo wemvura zhinji, uye pasi pakapenya nokubwinya kwake.

Ezekieri 43