Ezekieri 43:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

uye ndakaona kubwinya kwaMwari waIsraeri kuchibva kumabvazuva. Inzwi rake rakanga rakaita somubvumo wemvura zhinji, uye pasi pakapenya nokubwinya kwake.

Ezekieri 43

Ezekieri 43:1-11