Ezekieri 43:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Chiratidzo chandakaona chakanga chakaita sechiratidzo chandakanga ndamboona paakauya kuzoparadza guta uye nechiratidzo chandakaona paRwizi rweKebhari, ndikawira pasi nechiso changu.

Ezekieri 43

Ezekieri 43:2-12