Ezekieri 42:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka akayera nzvimbo kumativi mana ose. Yakanga ino rusvingo rwakaipoteredza, mazana mashanu amakubhiti pakureba uye mazana mashanu paupamhi, kuti zviparadzanise zvitsvene nezvisati zviri zvitsvene.

Ezekieri 42

Ezekieri 42:13-20