Ezekieri 42:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino makamuri apamusoro akanga ari maduku, nokuti nzvimbo dzokuratidzira dzakanga dzatorera nzvimbo yakawanda kubva paari kupfuura makamuri apasi namakamuri apasi namakamuri apakati peimba.

Ezekieri 42

Ezekieri 42:1-12