Ezekieri 42:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pamberi pamakamuri pakanga pane nzvimbo yokufamba yakanga ine upamhi makubhiti gumi uye makubhiti zana pakureba. Makonhi ayo akanga ari nechokumusoro.

Ezekieri 42

Ezekieri 42:1-5