Ezekieri 42:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pakatarisana namakubhiti makumi maviri oruvazhe rwomukati, uye pakatarisana nenzira yakanga yakavakirwa yoruvazhe rwokunze kwakanga kuna mabiravira akatarisana, akaturikidzwa ari matatu.

Ezekieri 42

Ezekieri 42:1-10