Ezekieri 42:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Makamuri omuturikidzwa wechitatu akanga asina mbiru, sezvakanga zvakaita ruvazhe; saka akanga ari maduku duku panzvimbo youriri kupfuura aya akanga ari pasi nechapakati.

Ezekieri 42

Ezekieri 42:1-13