Ezekieri 41:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akayera urefu hwenzvimbo tsvene yomukati; yakanga ina makubhiti makumi maviri, uye upamhi hwayo hwaiva makubhiti makumi maviri zvichiyambukira kumagumo okunze kwenzvimbo tsvene. Akati kwandiri, “Iyi ndiyo Nzvimbo Tsvene-tsvene.”

Ezekieri 41

Ezekieri 41:2-7