Ezekieri 41:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo akapinda munzvimbo tsvene yomukati ndokuyera mbiru dzomukova; imwe neimwe yakanga ina makubhiti maviri paupamhi. Mukova wacho wakanga una makubhiti matanhatu paupamhi uye madziro aionekera kurutivi rumwe norumwe rwawo aiva makubhiti manomwe paupamhi.

Ezekieri 41

Ezekieri 41:1-5