Ezekieri 41:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo akayera madziro etemberi; akanga ari makubhiti matanhatu paukobvu, uye rutivi rumwe norumwe rwekamuri rwaipoteredza temberi rwakanga runo upamhi hwaisvika makubhiti mana.

Ezekieri 41

Ezekieri 41:1-10