Ezekieri 40:49 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Biravira rakanga rina makubhiti makumi maviri paupamhi, uye makubhiti gumi namaviri kubva mberi kusvika shure. Ikoko kwaisvikwa nezvikwiriso, uye kwakanga kune mbiru parutivi rumwe norumwe rwedzimwe mbiru.

Ezekieri 40

Ezekieri 40:41-49