Ezekieri 40:48 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akandibudisira kubiravira retemberi ndokuyera mbiru dzebiravira, dzakanga dzina makubhiti mashanu kumativi ose. Upamhi hwesuo hwaiva makubhiti gumi namana uye madziro acho aionekera akanga ana makubhiti matatu paupamhi kumativi ose.

Ezekieri 40

Ezekieri 40:41-49