Ezekieri 41:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo munhu uya akandiuyisa kunzvimbo tsvene yokunze akayera mbiru, upamhi hwembiru hwaisvika makubhiti matanhatua rumwe norumwe.

Ezekieri 41

Ezekieri 41:1-11