Ezekieri 36:38 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

sokuwanda kwakaita mapoka ezvipiriso paJerusarema panguva yemitambo yaro yakatarwa. Saka maguta akaparadzwa achazadzwa namapoka avanhu. Ipapo vachaziva kuti ndini Jehovha.”

Ezekieri 36

Ezekieri 36:37-38