Ezekieri 36:37 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Zvanzi naIshe Jehovha: Ndichagamuchirazve chikumbiro cheimba yaIsraeri ndigovaitira izvi: Ndichawanza kwazvo vanhu vavo sokuwanda kwamakwai,

Ezekieri 36

Ezekieri 36:32-38