Ezekieri 37:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ruoko rwaJehovha rwakanga rwuri pamusoro pangu, uye akandibudisa noMweya waJehovha akandiisa pakati pomupata; wakanga uzere namapfupa.

Ezekieri 37

Ezekieri 37:1-11