Ezekieri 36:31 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo mucharangarira nzira dzenyu dzakaipa namabasa enyu akaipa, uye muchazvisema pachenyu nokuda kwezvivi zvenyu namabasa enyu anonyangadza.

Ezekieri 36

Ezekieri 36:27-37